Saturday 22 December 2018

Veduwe. Ivai nekisimisi yakanaka inofadza mhuri dzenyu dzese. Munyika yedu vahu vakawandisa vanourayana pa Kisimisi, zvikuri mumigwagwa. Dai mafambawo henyu zvakanaka kuenda nokudzoka.

Hazvifaniri kuti mumhuri yenyu muite dambudziko. Kisimisi inguva yomufaro mumusha, kwete kukuvara kana kufa. Saka ngatiwirirane kuti

1 Kana wada zvokumwa doro, chiita zvedoro asi zvokudhiraivha dzimota womborega.
2 Kana wada zvokubhema mbanje, chiita zvembanje asi zvokudhiraivha dzimota womborega.
3 Rega kukwidza vanhu mota kana uchiziva kuti haufariri kudhiraivha zvakanaka.
4 Kana usina mvumo yokudhiraivha rega zvokudhiraivha.
5 Zvokudhiraivha usiku panguva yekisimisi imboregai. Zviri nani kunonoka kusvika.


Mudzimba garisanai zvakanaka kusvika tese tadzokera kumabasa.

Tinotenda nokukoshesa upenyu kwamunoita gore negore. Vanoda kuita dambudziko regai vaite.

Wednesday 14 November 2018

Zvokudya zvokupa varume vedu

Zvokudya zvokupa varume vedu
1.    Walnuts
2.    Dovi remhodzi dzemapudzi
3.    Strawberries and raspberries
4.    Avocados
5.    Mavise/manwiwa
6.    Almonds
7.    Dark Chocolate isina sugar
8.    Mazai
9.    Peaches
10. Spinach
11. Red cabbage
12. White fish
13. Saffron
14.  Steak
15.  Mhiripiri
16.  Ginger
17.  Mabanana
18.  Garlic
19.  Oats porridge
20.  Pormigranate
21.  Sadza remhunga nerezviyo
22.  Beetroot
23. Blueberries 

Vamwe vedu vanongokomburena kuti sei murume asinganyanyi kufarira zvinhu zvake mumba. Asi iwe uriwe usingahwisisi kuti murume anofidhiwa sei.Kugeza ndiko hako asi kana murume asina zemo anongokufembedza ovate. Zvokudya izvi zvinomugarisa akakwanira basa mumba. Asi iiwe chionawo kuti kana oda zvinhu haunonoki kumupa manheru nemangwanani, pamwe usiku muri kuhope. Ndiyo PFEEE iya yairebwa neve ku Plitics.

Waona kuwanda kwakaita zvinoshanda pavarume vedu. Chiwanawo zvimwe zvacho zvinopfuura gumi  zvinowanika kwaur ikoko.

Kuti muviri ugadzire urume ibasa guru uye hwisisa kuti kana zvokudya zvsina kukwana anokwanisa kugadzira urume hwakaremara zvoreva kuti kana muri kuzama kuita mimba zvinokwanisa kukunonotsai.

Mazuvano vanhu vava kuhwisisa kuti kudya zvokudya zvizere mafuta handizvo. Usagarofidha murume zvokudya zvizere mafuta kana uchimuda. Kana usingamudi fidha hako kuti akasire kufa.

Kana ukaona murume akatanga nyaya yokuita chidumbuzenene, buda naye muchimbofambafamba muchiita nyaya. Uchaona kuti nyaya dzinoitwa mu FRESH AIR, inyaya dzinowedzera kudanana kwenyu pauviri hwenyu. Kufambafamba kunowedzera utano hwenyu mese. Kunowedzera kumhanya kweropa saka pakunovata unohoneswa zvazvinoreva.

Isu ndisu tinoona nezvoutano hwemhuri saka ngatiite basa redu nomoyo wese.

As kana mhuri yese yava noutano, wongorora murume wako kuti ane utano here. Kana akagwinya, hwisisa kuti anowedzera kuda zvinhu zvake saka iwe chiwedzerawo kugaromupakurira.  Kana uri kuZimbabwe kuri kushaikwa ma piritsi, hwisisa kuti kuvanhukadzi  96% , kana ukahwa musoro, kuvata nomurume kunorapa musoro nokukasira.



Tinotenda:


Friday 26 October 2018

Kunyengwa mubhazi, chitima, ndege, Lift

" Ndodawo kubvunza kuti kana ndiri parwendo rurefu, sokuti two days, ndikasangana nomukomana ari kuenda kumwe cheteko neni, aandinyenga, maitire ane unhu ndeapi pakadai? Ndakakwira bhzi kubva kuHarare kuenda kuCape Town kuna baba vangu ndokusangana nemukomana pamabhazi tikataudzana kubva ipapo. Akagara neni mubhazi tikaita nyaya. Pabhodha akandibatsira pakutakura zvandange ndinazvo, kusvika tapedza. Ku Johannesburg akandibatsizve. KuCape town akandibatsira. tichangobva pabhodha akatanga kundinyenga. Ndaifanira kumutaridza unhu sei? "

__________________________________________________________________________
Nyaya iyi yakareba saka ndangoidimura kuti tese tihwisise kuti chii chiri kubvunzwa pano. Musikana ane makore 19 haana mukomana waari kudanana naye. Mukomanawo ane makore 22. Pakusangana havazivani musikana haazivi kuti mukomana munhu akaita sei. Asizve anoziva kuti mukomanawo haazivi kuti iye munhu akaita sei. Saka apa nyakubvunza musikana ari kuti pane zvaangaita here kutaridza kuti munhu ane unhu kumukomana amunyenga mubhazi. Vane nguva refu vari vese pakufamba kwavo.

Dai vari kuHarare vaikwanisa kunyengana vhiki yese musikana achingotsikatsika asi achiziva hake kuti anoda murume. Pamufambo inguva refu kuti utsikatsike pese apo kusvika kuCape Town.

Musikana ari kuti pamufambo akapepuka akawana mukomana avete pamakumbo ake. Iyewo akatora jira akafukidza mukomana. Zvokudya vakadya vese. Nyaya vakataudzana. Mibvunzo vakabvunzana vakadavirana. Mapikicha epafoni dzavo vakaratidzana vakasekana. Sokuziva kwake hazvina unhu kungoti pawanyengwa wobva watoti unomuda.  Saka pakadai unhu hunoitwa sei?

Unhu chinhu chinonetsa kutsanangura asi kungoti tese tinoziva kuti munhu asina unhu akaita sei. Kana musikana/mukomana asina unhu, hazvinonoki kubuda. Iwe wega unotoziva kuti haasiri wekuti ungataridza hama dzako kana kuenda naye kumba kwenyu. Kare kare kunyengana kwaiitwa hako asi vakuru vaikasira kupindira. Kozotiwo kare (tingati kusvika kumakore akaita se 2000) vavhu mukomana nomusikana vaingonyengana vozonoudza hama vatombodanana nguva refu. Musikana aisabvuma kudanana nomukomana musi waanyengwa iwoy asi aimboita sokuti haadi kusvika mukomana aramba achimukwezva, musikana ozobvuma kwapera nguva refu, sokuti mazuva matatu kana vhiki. Asi pese ipapo zviito zvake zvenge zvichiratidza kuti anoda mukomana. Unhu hwaiti mirira kusvika mukomana ataridza kuti haaneti kukunyenga.

Zvaisabvumigwa kut muvate mese kusvika kuroorana kwarongwa zvisinei kuti munodanana. Mukomana aitarisigwa kuti azame kuvata nomusikana asi musikana achitarisigwa kuti arambe kuvata nomukomana, kutaridza kuti munhu ane unhu. Imiwo maisazviisa pamunokwanisa kuvatana. Maingobatana mazamu nokukisana zvoperera ipapo. Pamwe mukomana aiti achikukisa oisa ruoko mubhurugwa mako, iwe wombomurega kweminiti imwe chete wozomubvisa ruoko womutukirira kuti asazviita futi asi uku iwe watonyorova kuzasi.

Mazuvano vakawanda vanozofunga zvokudanana iri ngari yokuti vakaisana katatu. Pamwe vanotoisana vasingazivani mazita, vachingoziva ma zita okunemera (nick names) Kana mutupo vanenge vasingazivi.  Ndiko kushaya unhu ikoko. Unobviswa bhurugwa wobvuma kuisana nomunhu wausingazivi  kana STATUS yake. Pedzezvo mobuda monotenga machipisi mogara muPARK modya muchiita nyaya. Mangwana okufonera futi oti uya kuFLAT kwake. Iwe woenda monoisana futi. Shamwari yako ikakubvunza kuti SURNAME yake inohi ani hauzivi. Iyewo haazivi kuti unohi ani. Kana achitaura neshamwari dzake anoti ange ane hure rake. Chaanoziva pauri ndechokut uri hure rake rinonaka. Asi haaendi newe kuvabereki vake. Kana ukaita mimba iwe ndiwe unototizira kwaari nokuti iye haana hanya newe.

Saka pakati nepakati pane vanhu vane unhu. Vanohwisisa kuti unhu chinhu chakakosha. Hio pano tiri kuti masangana mese vanhu vane unhu. Zvinokwanisika kuti nyaya yenyu ikarongeka zvakanaka munokwanisa kuzoroorana. Asi pari zvino hapana chamunoziva. Mangosanana pagwendo rurefu.  Mukomana aona kuti uri munhu ane moyo mwaknaka chose. Pamwe ayevedzwa nemamirire akaita muviri wako. Pamwe iwewo waona kuti mukomana munhu asingasvodesi. Ane mutsa. Uri kufunga kuti dai andinyenga. Magara mese mubhazi muri kuenda kure chose. Nguva munayo. Zvoitwa sei?

Sokuona kwangu nguva yamunayo yakareba kungoita senguva yamaikwanisa kunyengana dai muri muraini rimwe chete kuHarare kana kumusha.  ma AWA acho ekunyengana akawanda zvokuti kana uchihwa kuti unomuda, unokwanisa kufunga saizvozvo gwendo rusina kupera. Asi pane zvimwewo zvausingafaniri kuita pagwendo apa.

Uyu ari kuti akabatwa nehope, ndokuzopupuka akawana mukomana akamutsamhira pamakumbo. iye ndokutora jira ndokufukidza mukomana. Iyewo ndokuzoti pava neimwe nguva ndokutsamhirawo pamukomana. Mukomana akazvigamuchira.  pa BORDER mukomana akamiramira kubatsira musikana. Pakudya vakadya vese vachiita nyaya. Mukomana haana chaakavanza pafoni yake akataridza musikana zvakawanda.

Pakuzotaudzana vese vakabvunzana mibvunzo vakdavirana, asi kungoti unenge usingazivi kuti ari kutaura chokwadi here. Vasikanavakawanda vanoziva kuti mukomana ari kutaura chokwadi here kana kwete. Asi kungoti kana ari munhu anoyevedza kutarisa, ruchiva guunokunda fungwa pakuterera sakaukaudzwa nhema unodzibvuma sechokwadi.

Hezvino zvaunofanir kuita kana wafunga kuti unoda mukomana/musikana
1 Mupe nhambha yako yefoni wobva wakasira kumuudza kuti ndeye nyika ipi kuti azive kuti haukwanisi kuzoita sokuti anga ane nhamba isiriyo.
2 Muudze kuti ungafare kana mukaita ushamwari kuti asafunga kuti haumudi aszve asafunga kuti uri musikana/mukomana wake.
3 Kana achikubatsira, rega akubatsire asi tenda nezvaakuitira. Usaita sokuti ndizvo zvaanofanira kuita. Kana uchida akubatsire asi achitaridza kuti haana SHUWA pazviri, mukumbire uone zvaanoita. Kune vakomana vasina CONFIDENCE asi kana wangomupa CONFIDENCE anoita nomoyo wese.
4 Kana pane zvaunoda kumubvunza, bvunza nokuti zvinomutaridza kuti pane zvauri kufunga nezvake. Pane imwe mibvunzo inobvunzwa nechinbende kana uchisvoda. Sokuti unoda kubvunza kuti ane mukadzi/murume here?  Ane musikana/mukomana waari kudanana naye here? Ko kwaari kuenda kunani? Ndiani ari kumugamuchira kana asvikako? Terera mhinduro dzake kuti uwedzere mibvunzo asi usabvunza mibvunzo yese pamwe chete.
Unokwanisa kubvunza zvese izvi kuti uhwisise kuti unokwaniisa kudanana naye here?

5 Kana muri kuenda kumwe chete unokwanisa kumukumbira kuti mukwire TAXI imwe chete. Kana asina munhu anomugamuchira iwe une ari kukugamuchira, unokwanisa kumuudza kuti akana achida afambe newe masvika. Zviboratidza kuti hauna chokuvanza. Kana moda kusvika ukafonera hama yako, unokwanisa kukumbira kuti shamwari yako afambe newe nokuti haana chifambiso.

6 Kana akazokufonera mava kwamunoenda ita nyaya naye uhwisise zvaanofunga pakusangana kwenyu. Muudze kuti wakafadzwa nokusangana naye kuti azive kuti wakaona zvakanaka paari.

7  Mukurudzire kutaura nezvemhuri yake uye muudze kuti wange uchitaura namai ukavaudza kuti wakamubatsira muzhira vakati uri munhu kwaye chose. Terera achitaura nezvemhuri yake uhwisise paamire.

Zvokusaita1
1 Mubhazi kana vamwe vavata uye mafukidzana jira, hazvirevi kuti mukomana anokwanisa kukubatabata. Bodo. kana akadaro muudze kuti akanganisa, uye chirega zvokufunga kudanana naye haana RESPECT.

2 Usabvuma kudanana naye mubhazi imomo kana chitima kana ndege. Bodo mukurudzire kut asakangamwa kukufonera masvika. Sokuti mangwana acho. 

3 Kana usina kwekundovata, zviri nani usabvuma kundovata kumba kwake kana vabereki vake kana imwe hama vasiko. Kana variko, enda hako undovatako. Hakuna munhu mazuvano asingazivi kkuti pakufamba panonetsa. Kana ukawana anokubatsira waita rombo rakanaka. Kana wasvikako uchabvunzwa mibvunzo yakawanda nokuti hama dzinonetseka kuhwisisa kut mangosangana mubhazi. Pamwe uri mbavha. Taura chokwadi chete uye wedzera pane zvavabvunza kuti vazive kuti uri ani. 

Mangwana acho kumbira nhambha dzehama iyi. Kana musikana/mukomana achiti mai/baba/sekuru/ iwewo chitotangira ipapo.

______________________________

Kune vanhu vakawanda chose mazuvano vanosangana mugwendo vagozodanana nguva refu. Vamwe vavho vanoroorana. Asi vanhu verudzi gwedu tichiri kuda kuona UNHU pamunhu kuti tizive kodzero yake pakuti anoroorekana naye here. Vanhu vakawanda vanombosiya unhu kana vari pagwendo. Bodo. Ndipo pauntokwanisa kusangana nevanhu vakakwana chose zvokuti waitozviwanira munhu wekudanana naye. 





Tuesday 4 September 2018

Mibvunzo nemhinduro 18

Pamibvunzo apa kana yasvika 50 tinomirira ipapo totanga rimwe gurupu. Gurupu 17 yakazara saka tava kutanga rino Gurupu 18. Zamai kusabvunza zvakambobvunzwa ku Gurupu 17, 16, 15, 14, 13, 12, 11, 10, 9  8, 7, 6, 5, 4, 3, 2, 1.

Tanga watarisa kuti mubvunzo wako uripo pa ne mamwe magurupu here?  Vanoda kuwedzera wedzerai asi tanga nokutaura kuti uri kuwedzera pamubvunzo upi uye wedzera pagurupu rine mubvunzo wauri kuda kuwedzera.
Kana une mumbvunzo waunoda kubvunza tarisa apo pakahi MUBVUNZO kana kungobaya ipo pano
Ndatenda




Mubvunzo
Mhinduro
1
Kuramba uchikoira nguva refu kunokwanisika here uye sei?
Chokutanga, ndinotenda chose kuti wafungawo kunakira umwe wako. Kuvarume vese vane vakadzi, dai muchimbofungawo kuwedzera nguva yauri mukati memukadzi wako. Zvinofadza chose kumunhukadzi kuva nomurume anotora nguva.

Kuti nguva iwande, pane zvinofanira kuitwa nomurume. Zvinotora nguva kudzidza kutora nguva asi ukaramba uchidzidza zvinoshanda.

1 Jaira kuti mukadzi wako akupurudzire chombo uye kutambisa chombo pasina zvokutunda.
2 Dzidza kurarira (kuva mukati memukadzi asi musingakoirani) kungoti ujaire kudziya kwemukadzi.
3 Chimbomira kuzvbatsira nemaoko nokuti kana watanga zvemaoko, fungwa dzinoti kasira kutunda zvipere. Kana wazova nomukadzi zvonetsa kunonoka. Saka imborega zvokuzvibatsira.
4 Kana wapinza chombo mumukadzi funga chimwe chinhu chisingaiti zvachose. Sokuti kumwa mukaka wedhongi,  kuwa mumuti. Kupotsa watsikwa nemota, Kuwana nyoka iri mumba menyu.
5 Pota uchizorora asi pakuzorora, ramba uri mukati memukadzi uye ramba kuchikisa mukadzi kana kusveta minyatso.
6 Jaira kurega mukadzi ave pamusoro uye aite basa rese iwe usafakanyika. Mupe chombo aite zvaanoda nacho kusvika mapedza. Zama kurerusa muviri iye achishanda, asi wana paunomubata bata aite manyawi. Sanganisa maziso ake neako. Wana zvaunotaura kuratidza kunakigwa. Zvinopa manyawi.
2
Ndine munyama nevarume. Ndibatsirewo.
Hakuna chinohi munyama wevarume. Munyama ndiwe  nokusanatsa kukoshesa nyaya yako uye kuita zvingakubatsira kuti uwana mukomana.  Kune vakawanda vasina varume kana vakadzi asi vava vanhu vakuru.  Ukavatarisa vese unoona kuti hazvinei nomunyama. Asi kuti kusagona kugadzirisa nyaya dzavo.

Kana uchida chingwa unosimukawoenda kuchitoro kana kuti unozvibikira chingwa. Haumiriri kuti chingwa chiuye chega kumba kwako. Kana uchida murume/mukadzi buda undotsvaka. Usafunga kuti kumirira kunokubatsira kuwana wekudanana naye.

Kana waona munhu waunoda, ukahwisisa kuti haanawo waari kudanana naye, wana mukana wekumuudza kuti uri kutotsvakawo. Vese vaunoziva vasina vavari kudanana navo ngavazive kuti uri kutsvaka.  Enda kunzvimbo dzinowanikwa vanhu vasina vakadzi/varume uonekwe nevarikutsvaka.
3
Kugutsa murume pabonde
Kugutsa murume kunobva pakuhwisisa murume wako. Unokwanisa kugutsa umwe murume ugotadza zvachose kugutsa umwe murume asi uchingoita zvimwezvo. Hwisisa zvinoda murume wako uye usajaira kuti munoisana makanyarara. Wana imwe SOUND younoita kana muchiisana.

Varume vanonyora vachikomburena chose kuti vakadzi havafakanyiki pakuiswa uye hava chemereri. Zvinhu zviviri zvinoita mukadzi ahi haanaki.  Zvibvise pazvinhu zviviri izvo. Sununguka kana une murume wako. Taridza kuti unoda chose kuvata naye uye shamwaridzana nechombo chake.

4
Chibereko in english
Chibereko pachirungu chinohi WOMB, kana kuti UTERUS.
Kune vakawanda vanofunga kuti chibereko pachirungu chinohi  VAGINA, asi bodo handizvo. Zvakaosiyana.
Murume anopinza chombo mu MHECHE kana kuti VAGINA.
Mimba inoitikira mu CHIBEREKO. Mwaka ogaramo mwedzi mipfumbamwe kusina chinosvikako, uku mai vari kungoiswa vane mimba.
5
Ndezvipi zvinhu zvinobvisa humhandara?
Chinhu chimwe chete chinobvisa humhandara. Kuiswa nechombo chomurume. Kana usina kuiswa nomurume usi mhandara zvisinei kuti wakabvaruka chivharo here kana kwete. Unokwanisa kubvaruka chivharo pane zvakawanda  zvimwe zvacho ndeizvi
1 Kuchovha bhasikoro
2 Kutamba maSPORTS kuchikoro
3 Kushandisa ma Tampon uri kumwedzi

Hazvirevi kuti wabva humhandara. Mhandara zvinoreva musikana asanhi aziva murume. Kuziva murume kupinzwa chombo kumashure kana kuti muchitubu. Unokwanisa kugaroiswa nomukomana wako kumashure asi usina kubvaruka chivharo. Unenga usiri mhandara.

6
Kana murume/mukadzi asingaguti pabonde, mhosva inani uye zvinogadzirika here?
Kana usingaguti pakuisana, mhosva inokanisa kuva newe kana kuti noumwe wako. Kana usina kuudza umwe wako kuti hausi kuguta uye kuti chii chaangakubatsira nacho kuti ugute, ndiwe une mhosva.  Kana wamuudza asi iye asingadi kukubatsira, ndiwe une mhosva.

Varume havanetsi kugutsa asi vanogumbika chose kana mukadzi asinganatsi kuhwisisa kuti anofanira kushandisa chiuno pakuisana, uye kuti anofanira kubatirira murume nokuchemerera kuratidza kuti anofarira kuiswa uye zviri kunaka.

Vakadzi vanonetsa kugutsa nokuti vanoda zvinhu zvitatu zvinoti
1 Kutora nguva muchitamba kusvika anyorova, bhinzi yamira, minyatso yamira.
2 Kana murume apinza chombo mokoirana nguva refu inopfuura maminitsi manomwe murume asina kutunda.
3 Mapedza kuisana murume atunda, murume omboita nguva achitambazve nomukadzi wake. Kana mukadzi ange asina kutunda, murume omubatsira.

7
BACTERIA (Utanchiona)  inokonzerwa nei?
Bacteria haikonzegwi. Zvakafanana nokubvunza kuti mbudzi dzinokonzegwa nei. Mbudzi dziri panyika. Kana ukadziwana unokwanisa kudziberekesa dzowanda. Mbudzi dzinoita mimba inoita mwedzi yakawanda saka unotomirira kusvika mbudzi yazvara mwana.

Utachiona huripo panyika. Kana ukahubata kubva kune umwe munhu kana kuti kubva kumhuka kana chimwe chinhu, kana muviri wako une pane zvokudya zvoutachiona hunobva hwakasira kuberekana. Hahuiti mimba saka hunoberekana nokukasira chose zvokuti pazuva hunokwanisa kuita vana pa 20 minutes imwe neimwe.

Tese time ma Bacteria akawandisa mumiviri yedu.
8
Chiyi chinokonzera tumapundu panhengo yesikarudzi murume/mukadzi?
Zvinobva nokuti mapundu acho akaita sei. Kana achivava zvoreva kuti une chigwere. Kana asingavavi, unokwanisa kunge une chigwere futi. Kana akaita mazuva maviri aripo, enda kuvarapi urapiwe. Nyaya dzezvigwere zvepamberi dzinoda kukasirira kwete kugara pasi uchipedza nguva.

Kana uri murume unokwanisa kunge une mapundo madikidiki asingavavi asingagwadzi uye iwe hauna kuvata nomukadzi uchiri jaya. Mapundu awa anohi PPP anoitika kuvarume anoda kusvika hafu yevarume vese panyika dzese. Usaita hanya nawo. Asi kana wakazomaona wambovata nomukadzi enda undotaridza varapi.

Kana uri mukadzi usina kumbovata nomurume, unokwanisawo kuita tumapundu tunohi  VESTIBULAR PAPILLAE pamberi. Zviri nani kuti undotaridza varapi nokuti vanokasira kukuudza kuti chii.


9
Kubata gongo (bhinzi) remukadzi kunoitwa sei pakusangana mukadzi nemurume?
Umwe noumwe munhukadzi akasiyana nevamwe. Bhinzi yake yakasiyana saizi yayo uye kuti inoteta kubatwa zvakadii. Saka kana une mukadzi wako mumba, hwisisa mukadzi wako uye kuti unokwanisa kumubata zvakadii uye kwenguva yakadii.  Asi vanhukadzi vese zvavo vanoda kubatwabatwa pabhinzi pamunenga muchigadzirira kuisana.  Chinongozosiyana ndechokuti unobatabata bhinzi chaiyo here kana kuti unobatabata nyama dzakatenderedza bhinzi. Iye mukadzi wako ndiye anokuratidza zvaanoda.

Kana mange mambogeza, unokwanisa kusveta bhinzi kana kuinazva zvinyoronyoro.

10
Kuzvimba makumbo uyine mimba chikonzero chii?
Kuzvimba makumbo une mimba kunoitiswa nokuti chibereko chine mwana chinowedzera kukura chotsimbirira tsinga dzinopfuura nomuchiuno dzinofambisa ropa kumakumbo. Zvoreva kuti makumbo oshaya ropa rakakwana.

Kotizve chinotsimbirira cheweti chako choita sechizere izvo bodo. Saka unoda kuramba uchienda kunoweta. Zvoitazve kuti muviri inowedzera mvura irimo nokuti imwe iri muchibereko yakachengetedza mwana.
Saka makumbo anozvimba uye pamwe anorema kuasimudza. Majoini emuchiuno nemakumbo zvinogwadza. Tsoka dzinogwadza nokuzvimba.
Hezvinoi zvokuita.
Kana wakagara pasi, simudza tsoka udziturike pacheya
Zama kuvata nedivi.
Usaswera umire, paunokwanisa kugara pasi gara.
Ita maEXERCISE emakumbo
Kana kuchipisa gara panotonhorera
Imbosiyana nezvokudya zvine munyu. 
11
Kubuda dikita zvakanyanya muhapwa
Ndichadzika pano asi kazhinji kana usingamwi mvura yakakwana unobuda dikita rinonhuwa kana raoma. 


12
Kubuda zvinhu zvichena muchibereko chii?
Tanga waverenga apa wozobvunzazve pane zvausina kuhwisisa. 

https://maichibwe.blogspot.com/2018/08/kusiyana-kwezvinobuda-muchitubu.html

Chikuru chokutarisa  hwema hwezvinobuda. Kana pasina hwema kana psina kugwadza, kazvinji inguva yomwedzi iri kuitisa.

13
Kugwadza kwechibereko kunokonzerwa nei?  uye chinorapwa nei? 
Chibereko chine zvakawanda zvinokwanisa kuti chigwadze. Zviri nani chose kuti pachinotanga kugwadza enda kuvarapi undoonekwa utsanangure magwadzire acho. Dzimwe nguva zvinoitiswa nenguva yemwedzi. Dzimwe nguva une maFABROIDS dzimwe nguva une chibereko chakarerekera kusiriko. Zvinoda kutariswa worapwa. 
14
Kana ndikabvisa nhumbu ndinozokwanisa here kuita vana? 
Pano takavibisa kare kuti nyaya dzokubvisa mimba hatifaniri kudzitara zvakawanda nokuti dzinotyisa. 

Kanna ukabvisa mimba kuti uzokwanisa kuita vana zvinobva nemabvisire awaita. Asizve unofanira kuhwisisa kuti zvinokwanisa kukukanganisa fungwa dzako nokuda kwekuipa kwechiito chako, kubva pakuhura kusvika waita mimba kusvika pakuzobvisa mimba yacho. 

15
Chii chinokonzeresa kuti musoro urwadze
Zvikuru kana uchihwa musoro, pane zvinhu zvinoitisa zvinoti:
1 Kusamwa mvura yakakwana. Kana uchigaroita musoro, tanga nokuwedzera mvura yauri kumwa. 
2 Kusavata nguva yakakwana
3 Kuwanzisa chikafu chaunodya. Kugutisa kunoitisa musoro

Kozoita musoro unohi MIGRANE unongoitawo wega. 
16
Chii chinokudza matinji
Matinji anokura nokuda kwekuwanda kwe ma HORMONES anoita kana wava panguva yokumumudza mazamu inohi pachirungu PUBERTY. 

Matinji mumhuri imwe chete haafanani sezvinoita pachiso. Matinji akafanana nechombo chomukomana. Zvinongobva nokuti maHORMONES panguva iyoyi akamira sei. Zvinoita kuti mai vane madikidiki, mwana mukuru oita mazihombe umwe mwana oitawo ari pakati. 

Ndizvozvowo kuti baba vemumba vanoita saizi yavo yechombo vana komana kana vashanu umwe noumwe ane saizi yakewo zvichibva nokuti panguva yokumumudza ange ane maHORMONES akawanda sei. 
17
Chirwere chesiki Chinoitiswa nei uye chinorapiwa sei? 
Siki hachisi chigwere chimwe chete. Kune zvigwere zvakawanda chose asi chimwe nechimwe chinongohi siki, kana kuti Njovhera. Zvese zvinoitiswa okuhura kana kuti kuvata nomunhu ane siki musingashandisi kondhomu. 

Zvimwe zvacho zvinonetsa kurapa zvikuru mazuvano mamwe mapiritsi aimboshanda kare haachashandi nokuda kwe RESISTANCE yeutachiona hwacho hunokonzera siki. Zviri nani kushandisa makondhomu kana uchiita zvechihure. 
18
Zviratidzo zvemurume aitisa mukadzi mimba ndezvipi. 
Hapana chiratidzo chinoonekwa pamurume chinoitiswa okuti aitisa mukadzi mimba. Bodo. Mukadzi ndiye anoita mimba yozoonekwa kana yakura. Murume hapana chinoitika kwaari. Pamwe handina kuhwisisa mubvunzo uyu. 
19
Ko ndodawo kuziva kuti bhinzi iri papi uye ndingaiona sei? Zvinoita here kuti ndakwanise kuzvarwa ndisina bhinzi?
Tanga waverenga apa panokurukura nezvemamirire akaita munhukadzi. Kana wahwisisa chibvisa bhurugwa ugotonona wakatanyanga MIRROR. Chibhengengura matinji ako utarise kuno kumusoro kwakananga kuguvhu uchaona chi BUTTON chiriko chinofarira chose kukwiziwa. Ndiyo bhinzi yako iyoyo

http://maichibwe.blogspot.com/2012/06/kuziva-mamirire-akaita-mukadzimurume.html

20
Chii chinokonzera mazamu kubuda mukaka asi uri mhandara?
Kana uri mhandara, usina mimba, zvinokwanisika chose kubuda mukaka kana maHORMONES ako asina BALANCE. Kasira kundoudza DOCTOR kuti ndizvo zviri kuitika. Anokutarisa kuti maHORMONES ako akamira sei. 

Zvinoitika hazvo asi vanozviita havana kuwanda uye vanonoonekwa vorapiwa. Chirega kutambisa nguva. enda undovaudza. 
21
Kuti ubate nhumbu unoita sei?
Kuti ubate mimba unoisana nomurume wako musingashandisi kondhomu. Asi monatsa kuisana mazuva anoti kubva pa Day 8 kusvika pa Day 16 tichiverenga kubva musi wekutanga kuenda kumwedzi. Hazvirevi kuti unobata mimba mwedzi uno. Unokwanisa kuti gore kana maviri usingabati mumba asi muchiisana zuva nezuva. 

Murume wako anokwanisa kunge asina mhondzi dzine utano. Anokwanisazve kunge ane mhodzi shoma. 
Pakuisana kana murume akupa urume mukati mako, imboramba wakavata wakaisa PILLOW pasi pechiuno kuti urume husavhinza hwakawanda. Wodaro 20 minutes. Ndokunge zvichinetsa. Vamwe anongoti kuisana nomurume kamwe chete otoita mimba. Ino ndakaita makore maviri nehafu. asi mwana wepiri haana kumbononoka. 
22
Chii chinokonzera mwana kufanana namai kana kufanana nababa vake?
Nyaya Ye GENETICS inyaya huru inonetsa kutsanangura nechiKaranga. Asi kungoti enda undoverenga nyaya Ye GENETICS. Uye kuti chinohi Meiosis chii ne Mitosis. kuti mwana anoitwa sei mapedza kuisana kuti muite mimba. 

Inyaya refu.  

23
Kurambira murume bonde kana ndisingadi bonde kwakaipa here? 
Kana ukarambira murume bonde iwe usingagwari uye usiri kumwedzi, uri kuzvitangira dambudziko rausingakwanisi kuzogadzirisa. Mutemo wemunhukadzi werudzi gwedu ndewekuti munoisana kamwe chete kana kuti kaviri pazuva. Kana wakaneta, vata nedumbu woisa PILLOW pasi pechiuno kuti magaro akwirire, murume okupinza oita zvaanoda iwe uchichemerera chero zvisinganatsi kunaka. Uri kuitira murume wako kuti atunde. Kurega murume achivata asina kutunda handizvo. Kana atombokuudza kuti ari kuda, iwe chitoshushikana nazvo kusvika atunda. Mumba hamuna mutemo wekuti mukadzi anoramba kuisana nomurume wake. Bodo. Ndimi vanhu vanohurisa varume. 

Kana murume akkumutsa pakati peusiku achuda kuisana, vhura aite zvaanoda. 

24
Murume anobatwa sei kuti anzwe kuda kuvata neni? 
Varume vakawanda havanetsi kukwezva. Ukangomuudza nyaya dzakarerekera zvokuisana anotobva amira chombo. Kana ari murume wako, unokwanisa kungomubvunza mubvunzo usina basa sokuti anofunga here kuti maitire ane basa nokuti unoita mimba here kana kwete. Anozosara odavira mubvunzo atomira chombo kare. Kana kungomuudza kuti nhasi waswera usina bhurugwa kuti umhorohwa nemhepo. 

Zvokuzomubata izvo matova ADVANCED panyaya kare. 
Usatukana nomurume. Kana wagumbuka taura zvakugumbura chete pasina kutukana. 

Bika zvaunoziva kuti mai vake vaigarobika achizvifarira
Tsvaira mumba mugare muchiyevedza kugara
Dzidza kugeza zvikuru muhapwa, huro, vhudzi, pamberi, pakati pemagaro. 
Isira murume mvura yokugeza kana musina shawa. Uye gezesa musana wemurume wako paanogeza iwe uripo pamba. 
Hwisisa zvinodiwa nomurume pakuisana ugogarozviita. 
Taridza kufarira kuisana nomurume. Ita tsika yokubata chombo nokuchipurudzira murudo. 
Pakuisana iwe tora chombo uchinangise pokupinda kuti murume ahwisise kuti unofarira kupinzwa chombo. 
Mapedza udza murume kuti zvange zvichinaka aite manyawi. 
Wacha nokuaina zvipfeko zvomurume aonekwe akachena nevemuraini. 

25
Kudzora mhec*e kuti murume anakirwe kunoitwa sei? 
Kudzora kunobatsira iwe muridzi kuti kana wazova munhu ati kurei sokuti kuma 55 makore ekuberekwa, kana usina kudzora unokwanisa kuzviwetera pakuhotsira kana kukosora. 

Zvokuti murume anakigwe ndeimwewo nyaya, iwe zvinokubatsirawo chose 

Chiverenga apo pakahi Kusimbisa masuru. Zama kuzviita kusvika wava kugona kuti muchiisana unokwanisa kushinya murume zvokuti anotadza kuita sipidhi yake iye oita yako iwe. Kana murume achikukoira achipinda nokubuda, paanonosvika pokuperera kupinda iwe wombomuti kwiii, wobva waregedza obuda opinda futi iwe kwiii. Unoona achinakigwa zvokutovhunduka chaizvo. 

https://maichibwe.blogspot.com/2012/06/kusimbisa-masuru.html

26
Chinonzi kubviswa humhandara chii?
Mhandara musikana kana mukadzi mukuru asina kumbovata nomurume upenyu hwake hwese. Kubviswa humhandara kuvata nomurume wopinzwa chombo nomurume zvokutoti mese moziva kuti chombo chapinzwa, waravira chombo. Humhandara hauchina.

Ukapinza chigumwe, kana kuti chimwe chinhu chisiri chombo, unenga uchingori mhandara chete.  Vakuru vanoti Kuziva murume kubva humhandara. Kuziva murume hunge wapinzwa chombo. 

Tobvunza kuti "Wapinzwa Pai pacho?" 

Uyu mubvunzo unonetsa nokuti mazuvano vasikana vamwe anopinzwa kumashure kuti kana ava nomurume wemumba agozobuda ropa pavanoisana kokutanga achipinzwa kumberi. 

Zvinotoreva kuti haana hake kupinzwa kumberi asi haasi mhandara. Mhandara musikana asingazivi chombo. 
27
Nhengo yemunhukadzi ine maburi mangani
Tarisa apo panorondedzera mamirire akaita munhukadzi. Kana usina kuhwisisa wozobvunzazve. Kana wazoti kurei wokumbira mukadzi wako okutaridza. 

http://maichibwe.blogspot.com/2012/06/kuziva-mamirire-akaita-mukadzimurume.html

28
Humhandara: Ungazivasei kuti hausi mhandara?
Kana usina kumbovata nomurume kana kubatwa chibharo nomurume, zvoreva kuti hauna kumbopinzwa chombo nomurume zvoreva kuti uri mhandara. Hazviiti kuti usaziva kuti uri mhadara here kana kwete. 
29
Kubvunda muviri kunokonzerwa neyi?

30
Chii chinokonzera mwana kuburitsa ruoko pakuda kusununguka?

31
Anonyanya kunakirwa nebonde ndiyani, mukadzi kana murume?
Kana muri pabonde murume akatora nguva muchiisana iye asina kutunda, akamirira mukadzi kuti atunde, Muadzi anonakugwa 5 TIMES kupfuura murume. Ingari yokuti ma NERVES ari pabhinzi akawanda chose kupfuura ari pamusoro wechombo. 

Asi vakadzi vakawandisa havasi kunakigwa nokuiswa nokuda kwekuti varume vedu hanana hanya nokunakigwa kwedu. Havaiti nguva vari mukati medu pakuisana. Murume ngaazamwewo kusvitsa maminitsi manomwe kana kupfuura achingopomba arimukati. Vakawanda vanohi vanoita maminitsi matatu. Handizvo veduwe ngatinakirane mudzimba medu. 
32
Muzvere zvinorevei?
Muzvere zvinoreva mukadzi azvara mwana. Mwana anohi rusvava mai vohi muzvere kusvika kwapera kanguva. Vamwe vanoti muzvere kusvika mukaka wava muchena kubva pa yellow. Vamwe vanoti bdo uri muzvere kusvika mwana obvumidzwa kubuda pazhe. Hatinatsi kuhwisisa kuti muzvere kenguva yakadii. 

33
Kubata murume mboro kunobvumirwa here? Hazvityisi here?
Kubata murume chombo ndizvo chaizvo zvaunofanira kuita. Asi hwisisa kuti chombo chinobatwa sei uye panguva dzipi. 
1 Kana chisina kumira uchida kuti chimire  purudzira zvinyoronyoro. 
2 Kana chamira uchida kut chiwedzere kumira purudzira uye furidzira zvinyoronyoro 
3 Kana wanyorova woda kuti murume achikupinza chombo bata chombo uchinangise pokupinda. Murume wese anofarira kuziva kuti mukadzi ari kuda kupinzwa chombo. 
4 Kana chombo chikavhomoka muchiisana kasira kuchibata wodzosera. 

Usabata chombo neganyabvu. Usabata chombo nehasha, Usabata chombo kama matukana. 
34
Ndingaita se kubvisa munyama wevarume. Ndine makore 26 asi handina mukomana wekudanana naye. Shamwari dzangu dzese dzine varume. Vamwe vakatorambwa kare. 
Hakuna chinohi munyama chaunokwanisa kubvisa kuti varume vakude. Une unyope hwekutsvaka murume. Uri munhu anomirira kutsvakwa nevarume. Bodo usazviudza nhema kuti une munyama. Zviudze kuti uri nyope chete. Kana uchida murume tsvaka murume kusvika wawana munhu akakodzerana newe. 
Tanga nokushamwardzana naye kusvika waziva kuti munhu akaita sei. Kana wafarira zvawaona, chiwana mukana wekumuudza kuti unoshuva kuti dai achikuda nokuti iwe watori nenguva uchimuda. Kana muri pa WhatsApp unokwanisa kungotanga nyaya dzakarerekera kurudo kuti uhwe kuti iye anofunga sei. Kazhinji unoona kuti anokuda. 

Kumirira hakuna zvakunobatsira. 
35
Chibereko chiripapi pamunhukadzi?
Chibereko (womb, uterus) chiri mukati memunhukadzi. Hakuna munhu anokwanisa kuona chibereko chake, varapi kuti vaone chibereko vanonga vatokucheka dumbu  pakuzvara mwana ne OPERATION. 

Kana vakakuvhura pamberi ne chimuchini chinohi Speculum, vanokwanisa kungoona muromo erchibereko unohi CERVIX mudikidiki. 
Kune vanogarovhunza kuti chibereko chinogezwa sei. Bodo hachigezwi. Asi kana ukaita ma FABROIDS ukatanga kungoenda kumwedzi zvisingaperi, vanokwanisa kundokukorobha chibereko kubvisa ma FABROIDS aya . 

Pakuisana, chombo hachikwanisi kupinda muchibereko. Kune vanotya kuisana mukadzi ane mimba vachifunga kuti zvinokwanisa kuti chombo chigofe mwana. Bodo hazvikwanisiki. Mwana ari muchibereko. Hakusviki chombo chero chiri chakareba sei. 
36
Ndingawanepi mushonga wekurapa Genital Warts? Ndaenda kuma doctor asi vari kutadza. Mishonga yavo haishandi.

Ndatenda
Parizvino hakuna mushonga ungashandiswa kurapa GENITAL WARTS. Chigwere chisingarapiki. Virus inokonzera GENITAL WARTS inonzi HPV. hakuna anoziva mushonga wayo asi zvinozikamwa kuti kana ukabata VIRUS yacho ukaita GENITAL warts, zvinokwanisika kuti muviri wako unogwisana nayo kusvika yapera yega as zvinotora nguva iri pakati pe mwedzi mutanhatu nemakore maviri ane hafu. 


Kana wabata VIRUS iyi zvoreva kuti haufaniri kuvata nomurume/mukadzi kwenguva refu, sokuti makore maviri nokuti anokwanisawo kuibata. Makondhomu haadziviriri kubata GENITAL WARTS

Kune marudzi akawanda e HIV VIRUS. Manwa acho anokonzera GENITAL WARTS. Mamwe anokonzera CANCER dzakasiyana siyana. 


Asi kune mishonga inoshandiswa kubvisa ma WARTS acho zvinova zvisingabvisi HPV inokonzera ma WARTS. Zvoreva kuti munhu ane HPV asi asina ma WARTS anongopa vamwe chigwere chacho.  Mishonga iyi yakawanda chose asi haibvisi VIRUS. 

Zviri nani kushandisa mushonga kusvika wapera. Kana usina kushanda wochinja woshandisa umwe. Mishonga yacho yakawanda asi zvinonetsa kuziva kuti HPV virus yaunayo ndeipi. 

Ngatihwisise kuti HPV ndiyo virus ine vanhu vakawanda kupfuura dzimwe VIRUS dzese dzinobatwa panyaya yokuvatana. Saka mbomho yese tevanhu vaunoona vava vanhu vakuru vane HPV. Asi vanhu vasingahurirani mumba vari nani.

Zvinokwanisika kuti ukavata nomunhu anayo unokwanisa kusamboziva kuti wava nayo, yozobuda kwapera kana makore gumi chaiwo. IViRUS inonetsa kubvisa. Inyaya yokuti vanhu vanoda chihure.
37
Mishonga inobvisa nhumbu ndeipi? 
Kana usingadi nhumbu, zviri nani usavata nemurume usingashandisi CONTRACEPTION. Pano hatiudzi vanhu kuti nhumbu inobviswa sei. Pano ndepekuudzana nyaya dzinovaka mhuri kwete dzinokanganisa upenyu hwako. 

Zviri nani uzvare mwana wako pane kumuuraya. 
38
Kubviswa humhandara kunorwadza here?
Kubviswa humhandara hakuna kufanana kuvanhu vese. Zvinobva nokuti chivharo chechitubu chako chakasimba zvakadii uye kuti une makore mangani. Kana une makore ari pasi pe 18, zviri nani umbomira nokuti zvava kuzikamwa kuti ukatanga kuvata nevarume uri pasi pemakore 18 unowedzera chanzi yokuita CANCER yechibereko. 

Kugwadza kwacho kwakafanana nokubaiwa nde jekiseni. Hazvitori nguva. Unohwa kubvaruka asi zvobva zvatopera ipapo. Hazvityisi. 
39
Taridzaiwo pikicha yemukadzi ane makongo makuru. 
Hakuna mukadzi ane makongo akawanda. Mukadzi umwe noumwe ane gongo rimwe chete rinohi pachirungu CLITORIS isu pano toti binzi. Hazviiti kuti uite bhinzi mbiri kana nhatu pamukadzi umwe chete. 
40
Mukadzi akakoresa anonaka here? 
Uyu mubvunzo unofanira kudavigwa nevarume vevakadzi vakakoresa. Kana tichiti munhu akakoresa zvoreva kuti munhu ane chidumbuzenene okora zvokuti haakwanisi kumhanya. Chero akaona nyoka chaiyo haakwanisi kutiza. 

Asi hapana munhu anozikamwa akambohi atadza kuiswa nokuda kwekukoresa. Hino kana murume akakwanisa kupinza chombo mumukadzi kazhinji anotonakigwa chete. Kana kupinza kuchinetsa nengari yokukoresa, Vanochinja maitire. ukadzi akavata nedumbu akasimudzira chiuno, Murume anokwanisa kupinza chombo, zvisinei kuti akakora sei. 
35
Ndikabata STI ndingaita sei kuti ikasire kupera? 
Kana wabata siki, chirega kumbogarapo uchifunga zvokuita. simuka unorapiwa nokukasira. Dzimwe siki dzinonetsa kurapa saka zviri nani kukasira chose. 

Varapi vanotang vatarisa kuti siki yako ndeipi, vobva vashandisa mushonga unoenderana nesiki yako. 

Hwisisazve kuti varapi vakawanda vanoramba kukurapa kusvika wauya nomunhu akakupa siki. Izvi zvinoitigwa kuti vanhu vane siki vaite vashoma. Uyavo akakupa kana asvika kuvarapi anobvunzwa kuti ndiani akamupa siki. 

Kana warapiwa chihwisisa kuti pkuhura unofanira kushandisa makondhomu nguva dzese. 
41
Chii Chinonzi ZEMO
Zemo ihavi yokuda kuvata noumwe munhu, murume/mukadzi. Vanhu vakawandisa toti kuma 99% vanogaroita zemo, zvisinei kuti vakura zvakadii. 

Zemo rinowanda kana musikana ava kutanga kuenda kumwedzi kana kuti mukomana ava kutanga kuzvirotera. 

42
Condom rinoita kuti bonde rinake here?
Kwete makondom ese. Kune amwe akanyogwa kuti RIBBED anowedzera kukwesha mukati memukadzi. Iwawo kana ukamatenge ukapfedza murume unohwa wega kuti kukwizira kwawedzera. 

Mamwe matete aya haana siyano nokuita musina. 
43
Chibereko chinosukwa sei?
Veduwee. Ndaneta nmubvunzo uyu. Chibereko hachisukwi kumba. Chinosukwa kuchipatara chete ne Operation inohi D& C.  Hazvikwanisiki kuitwa kumba zvisinei kuti wakachenjera zvakadii. 
44
Chii chinokonzera kuswinyiwa kudhodhi wapedza kuita tsvina nekurwadziwa
Chokutanga hausi kumwa mvura yakakwana 
Chechipiri unokwanisa kunge une chigwere chinoda kuonekwa nachiremba
Chechitatu hausi kudya chikafu chakakodzerana neutano hwano. 


Izvi ndizvo zvimwe zvezvingave zvichikonzera dambudziko iri. Ongorora kuti une chigwere here ukasire kundorapiwa. Unokwanisa kunge une Genetal wards kana kuti anohi ma PILEs. 
45
Murume anofanira kuita marhaundhi mangani pazuva
Kana une murume anoswerofunga nezvema rhaundhi, muudzi kuti akaramba akadaro munosiyaya. Zvemarhaundhi ndezvezvikomana zviya zvinofunda mbudzi. Murume wemumba basa rake nderokugutsa mukadzi kwete kuswerovenerenga marhaundhi. 

Kana mukadzi aguta zvakwana parizvino tomirira kumutsana futi toita kusvika ndaguta futi. Kana ndaguta ngaandirege ndimbovata hope. 

46
Kuisana musango mu Zimbabwe kwakanaka here? 
Kuisana kwese kwakanaka kana wunaye ari murume/mukadzi wako, uye muchiziva kuti muri kushandisei pakudzivirira mimba nezvigwere, uyezve kuti pamuri kuitira hapana chinokwanisa kukukuvadzai chakaita semhuka dzesango kana kuti vanhuwo zvavo vanopfuura nepamuri. 

Musango munofadza hamo chose kuti muisane asi chenherai zvandareva izvo. 
47
Ndingaita sei kana ndiri musikana abva zera ndisina mukomana? 
Kuti uhi wabva zera hunge wapfuura makore 25 usina mukomana. Zvoreva kuti uri munhu anonetsa kunyenga. Vakomana vanokutya nengari yokuti pamwe wakadzidza zvikuru kana kuti unobva kumhuri ine mari. 

Iwe chitsaka mukomana waunoda ugowana mazano okushamwaridzana nayeUnokwanisa kuudza hama yake kuti unoona ari mukomana ane kodzero. Kana iyewo akazvigamuchira rega akunyenge iye ega iwe wozobvuma kudanana naye.

Kubva zera zvinongoreva kuti hausi kusanga nevakomana vakawanda vane kodzero. 
48
Kubata bhinzi yako kwakaipa here? 
Tese varume nevakadzi tinozvibatabata pamberi uye zvinonaka chose ka uchihwisisa kuti unozvibatabata sei. Pota uchipurakitiza kuti uhwisise zvinonatsonaka. Kana murume wako aripo womudzidzisa mabatire anonaka kuti agogarokubatsira kunakigwa. 

Iyewo okutaridza mabatire aanoda kuti umuite anomunakira. 
49
Ini ndine ndambudziko rekukurumidza kutunda pabonde. ndazama zvose asi zvaramba
Tarisa pakahi Kukurimidzira mukadzi. Wadaro wombozama kushanda mese nomukadzi panyaya iyi. Sokuti wojaidza mukadzi kubatabata nokutamba nechombo kuti ujaire kubatwa chombo zvisinei nokuisana. 
50