Thursday 31 July 2008

Hangamwa chaidzo

Ndanga ndatokangamwa kuti ndine blog. Ndatozoudzwawo noumwe andinyorera Email. Kwahi pa blog pagarisa pasina chaitwa. Ini ndokutoita nharo kuti handina blog. Ndokuzopiwa address ini tarisei wanei ndizvo chaizvo.